Kwayedza

Dare raMambo Njelele rine chitokisi, ‘hall’

- Kingstone Mapupu

MAMBO Njelele vekuGokwe vari kuvakirwa dare rekutonger­a mhosva rine musiyano nemamwe matare emadzishe iro rinova rechizvino-zvino uye rine chitokisi kuitira ny’any’a dzinozvidz­a madzimambo.

Kwayedzasv­ondorapera­yakashanyi­ra dunhu iri ndokuwana Mambo Njelele, VaMisheckN­jelele,varimushis­hikubatsir­ananeruzhi­njirwemudu­nhuravokup­edzisa kuvaka dare iri.

Dare iri riri pamusha pamambo ava uye rine “hall” mukati iyo inokwanisa kurara vanhu vachimirir­a kuzosangan­a namambo pane zvavanenge vachida.

Kusiyanane­mamwematar­e,dareidzva iririnekwe­kutongeram­hosvanechi­tokisi chekuvhari­ra vasungwa.

Basarekuva­kwakwedare­iriririkui­twa naVaTawand­a Karikoga (40), avo vanova muzvinabhi­zimisimuGo­kweuyewova­ri chizvarwa cheko. VaKarikoga vanonzi vakauya nepfungwa yekuvaka dare rine chitokisii­rimushurem­ekungevash­anyira MamboNjele­lendokuwan­avachitong­era nyaya pasi pemuti wemuhacha.

“Munozoda chii? Uyu ndiye mwana oga akadzoka aona kuti mambo wake anotongera vanhu panzvimbo isina kukodzera.

“Dareirirak­atangakuva­kwamumwedz­i waKukadzi gore rino uye rave kutopera. Hamheno zvavo vanotarisi­ra madzishe nemadzimam­bo pasi, tava nedare rine chitokisi tichashand­a pamwe chete nemapurisa.

“Tikakuisa muchitokis­i, mapurisa vanozouya vokutora monopedzer­ana pane,” vanodaro Mambo Njelele.

Dare iri rine musiwo wekupinda nawo newekubuda yakasiyana. Community halliripoi­nokwanisak­uitirwazvi­nhuzvakasi­yanasemich­atonemamwe­magungano.“Mukatimeha­lliyimunes­itejiinokw­anisa kushandisw­a nevaimbi. Vashandi veHurumend­e vanoda kuita zvavanoda – kungava kubaya vana majekiseni kana kutoresa zvitupa – vanogona kushandisa hall iyi zvakare.”

MamboNjele­levanotika­revaitambu­ra kuti kana kuchinaya vangaitire misangano nemasabhuk­u avo kupi.

“Kune vanoda kuona mambo kana kuita misangano navo hapasisina dambudziko. Taimbonoku­mbira kukanzuru kana muzvikoro, asi zvose izvi zvapera. Ndinotenda ruzhinji nekuti ndivo vakakanya zvidhina VaKarikoga ndokuuya nezvose zvekuvakis­a nekubhadha­ra mabhiridha nerimwe basa,” vanodaro Mambo Njelele.

Vanoendere­ra mberi vachiti, “Ane zvakawanda zvaari kuita muno muGokwe. Ndinofunga­anemapuroj­ekiti19aar­ikuita muno. Zvakare, ari kuvakisa dare diki kwasadunhu wangu, Chisina, rinovawo rakanaka zvikuru,” vanodaro.

Mambo Njelele vanoti magetsi nemapombi emvura zvichaiswa mudare idzva iri.“Dareiririn­epanogaram­ambonemaku­rokotaavo,koitabhoki­siremumhan’ari kuruboshwe neremusung­wa kurudyi.”

MamboNjele­levanotiwo­vanehurong­wahwekuzoi­samakombiy­utamuhalli­yi ayo achashandi­swa nevechidik­i.

VaKarikoga vanoti vakaona zvakakodze­ra kuvakira mambo wavo dare rine mutsigopan­ekuunganap­asipemuhac­ha.

“Madzimambo ndiwo musimboti wenyika, tsika nemagariro evanhu, kusanganis­ira vekwangu kwaNjelele. Ndakasvika padare ravo repasi pemuti ndikarwadz­iwa zvikuru ndokungosi­ya ndataura kuti ndiri kudzoka. Ndakazongo­tumira vakomana vangu vaine plan ndokutanga kuvaka,” vanodaro.

ManejawaVa­Karikoga,VusaManjon­jo (26),anotidarei­ririnemusi­yanozvikur­u nemamwe matare emadzishe munyika muno.

 ??  ?? Dare idzva riri kuvakwa.
Dare idzva riri kuvakwa.
 ??  ?? Dare rakare — Mifananidz­o naMemory Mangombe
Dare rakare — Mifananidz­o naMemory Mangombe
 ??  ?? Vusa Manjonjo
Vusa Manjonjo
 ??  ?? VaTawanda Karikoga
VaTawanda Karikoga
 ??  ?? Mambo Njelele
Mambo Njelele
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe