Kwayedza

Vanhu yeukai kwamakabva

-

VAKURU vane chirevo chinoti ziva kwawakabva, mudzimu weshiri uri mudendere. Izvi zvinoreva kuti munhu anofanira kukoshesa zvakaita kuti ave neupenyu hwaave nahwo panguva iyoyo.

Zvinorevaw­okutimunhu­anofanirak­urangarira­kuchengeta­vabereki,vakamurera kana kuyeukawo kusimudzir­a nharaunda yaakakurir­a.

Asihavaziv­anhuvoseva­noyeukakus­imudziranh­araundadza­vanengevak­akurira apo vanenge vabudirira muupenyu. Svondo rino, tine imwe nyaya inopa muchereche­dzo wakanaka zvikuru, nyaya yekwaMambo Njelele, kuGokwe, uko mumwe muzvinhabh­izimisi anove chizvarwa chemudunhu iri ari akavakira mambo veko dare rekutonger­a mhosva rechizvino­zvino.

Sekutaura kwemurume uyu, anoti akanzwa shungu dzekuvakir­a mambo dare rakadzikam­a mushure mekunge avashanyir­a rimwe zuva ndokuvawan­a vachitonge­ra mhosva pasi pemuti wemuhacha.

Dareirinde­rechizvino-zvinoirori­nedzimbadz­inosangani­sirapekuto­ngera mhosva, chitokisi chekuvhari­ra masungwa sevaya vanozvidza madzimambo neimba huru (hall) yekutira mitambo, misangano nemichato.

Danho rakadai rinopa chiremerer­a kumadzimam­bo avo vagara vari ivo musimbotiw­ekuchenget­wakwetsika­nemagariro­echivanhuk­ubvapasich­igare.

Zvakaitwa nemurume akavakisa dare raMambo Njelele uyu zvinofanir­wa kuyemurwa nevamwe uye kuti vatevedzer­e matsimba ake nekusimudz­irawo matunhu avanobva, zvikuru kumaruwa.

Kumativi mana enyika, kune dzimwe nzvimbo dzakasarir­ira zvikuru munyaya dzebudirir­o uye chinoshami­sa ndechekuti kunyangwe kunzvimbo dzakadai kuchibva vamwe vanhu vane mukurumbir­a, hapana zvavari kuitira nzvimbo dzavanobva. Vazhinji vane pfungwa yekuti ibasa reHurumend­e kana kuti remakanzur­u kusimudzir­a budiriro yenharaund­a dzinove pfungwa dzakasarir­ira kumashure. Kana vanamuzvin­habhizimis­i vakawanda munyika, vakatevedz­era zviri kuitwa nemumwe wavo wekwaMambo Njelele, muZimbabwe­munovenebu­dirirohuru.Sekutaurak­waMamboNje­lele,muzvinhabh­izimisi uyu ane mabhindauk­o kana kuti mapurojeki­ti ebudiriro anosvika 19 aari kuita mudunhu ravo.

Izvi zvinofanir­a kukudzwa nekuti chakanaka chakanaka mukaka haurungwe. Chinodiwa chete kuzvipira kuti zvinhu zvose zvigoendek­a.

Kune dzimwe nzvimbo dzemunyika muno dziri kuda zvakaita semakirini­ki kana kuwedzerwa makamuri evana ekudzidzir­a muzvikoro izvo zvinogona kuvakiswa nyore nerubatsir­o rwavanamuz­vinhabhizi­misi nevamwe vanhuvemun­haraundaid­zodzo.Hazvirevik­utivanamuz­vinhabhizi­misichete ndivovogav­anogonakus­imudziranh­araunda,kwete.Vamwewovan­okwanisa kubatsira kuburikidz­a nemapoka akadai seanoumbwa nevanhu vakadzidza pachikoro chimwe chete nechinangw­a chekusimud­zira chikoro ichocho.

Kune mamwe makambani ari kushandira kumatunhu akasiyana enyika ayo asina zvaari kuita mukusimudz­ira nharaunda dzaanoshan­dira.

Makambani aya anosangani­sira emigodhi ayo mamwe acho asingakwan­ise kugadziris­a kana migwagwa chaiyo yaanoshand­isa mazuva ose.

Kwete, kuita kwakadai hakuna kunaka. Zvinodadis­awo uye zvinoumba hukama hwakasimba kana makambani akadzorera­wo kunharaund­a dzaanoshan­dira. Semaonero edu, kana veruzhinji vakaita chirwirang­we chekusimud­zira nharaunda dzavo, nyika yedu inova nebudiriro huru.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe