Kwayedza

Bhora mutambo

-

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo wePremier League uripo pakati peChicken neHighland­ers nemusi weSvondo kuBabourfi­elds uchapera sei. Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe dzemhindur­o dzakatumir­wa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waivepo pakati peDynamos neZPC Kariba Mugovera wadarika kuNyamhung­a Stadium, kuKariba. Mutambo uyu wakapera uri mangane - Dynamos 0 ZPC Kariba 0.

0772 659 088 – Dynamos 1 ZPC Kariba 8.

Mudhara Gonyeti, Emerald West, Headlands – Dynamos 2 ZPC Kariba 0.

Simon Rantell Makaza, Wengezi Old Junction – ZPC Kariba 1 Dynamos 2.

Mativenga, Kadoma – DeMbare 2 ZPC Kariba 0.

0777 089 719 – Mutambo weZPC Kariba neDynamos uchapera sezvizvi: Dynamos 3 ZPC Kariba 0.

Marlon S. Makaza paChitungw­iza apoo – ZPC Kariba 0 Dynamos 2.

Shadreck Chigara, Beitbridge – Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

Lovemore Mavhiya, Kotwa – Dynamos 1 ZPC Kariba 0.

Gift Makaza paWengezi Old Junction paMushumha – Dynamos 1 ZPC Kariba 0.

Mugove Musengi – Dynamos 1 ZPC Kariba 2.

Peter Makosi, Budiriro 5B – Dynamos 1 ZPC Kariba 2.

Crispen Mukombero, Chi-town – Dynamos 1 ZPC Kariba 2.

F. Machisa Kasuwo, Mbire – Bhora Mutambo: Dynamos 1 ZPC Kariba 0.

0783 607 836 – Dynamos ichaita 1 ZPC Kariba 0.

Israel Likwata, Chinhoyi – ZPC Kariba 0 Dynamos 0.

Kurauone Witu, Mbizo, Kwekwe – Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

Albert Bhichu, Chitungwiz­a – Dynamos 3 ZPC Kariba 1.

Diva Kabachi, Mhondoro, Nyamweda, Gotora – Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

0713 344 543 - Dynamos 0 ZPC Kariba 1.

Baba Precious, Dangamvura, Mutare – ZPC Kariba 2 Dynamos 1.

Mind Mupariwa, Maseko, Epworth – Dynamos 1 ZPC Kariba 0.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe