Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MAKADII veKwayedza? Ndinotenda makaita basa, ndakawana wandaida. Ndinoti vose vachiri kufona pa0734 918 964 chiregerai henyu ndakamuwan­a.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35, ndinoda mudzimai ane makore 20 kusvika 32. Nhare yangu iyo 0779 666 109.

****** Makadini? Ndiri murume ane makore 33, ndoda mukadzi wekuroora anoda zvemba ane makore 20 kusvika 29 ari pamushonga. Ndinobatik­a pa0782 376 688.

******

Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 20. Nhare yangu 0779 098 897.

******

Ndiri murume ane makore 32, HIV negative uye ndodawo musikana ane makore 19 - 25 asinawo chirwere, ari pachokwadi. Ndinoshand­a muHarare, anoda ngaandibat­e pa0719 803 520.

******

Ndiri murume ane makore 34 nemwana 1, HIV positive uye ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora ane makore ari pasi peangu ari pachirongw­a. Nhare yangu 0779 078 566.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvag­awo mukadzi wekugarawo naye ari pachokwadi ane makore 25 kusvika 30. Andifarira ngaandibat­e pa0785 457 542.

******

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 35, ndinotsvag­awo murume ane makore 40 kusvika 50 anoshanda asiri pamushonga. Ndine vana 2, andifarira ngaandibat­e pa0718 797 752.

******

Makadii veKwayedza? Ini ndine makore 28, ndinotsvag­awo mukadzi kana musikana ane makore 24 zvichidzik­a akazvipira kuongororw­a ropa. Anoda taura neni pa0773 399 829.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 24 zvichidzik­a chero ane mwana 1. Nhamba dzangu 0784 981 358.

****** Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25 uye ndogara muHarare. Ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ane makore 19 -25 ari HIV negative. Nhare dzangu 0776 888 475.

******

Makadii henyu? Ini ndiri mukadzi ane makore 25 okuberekwa nemwana 1. Ndinotsvag­awo murume ane makore 30 kusvika 35, ndinogara kuKaroi asi anoda zvekutamba kwete, ndapota hangu. Ari pamushonga kwete, zvakawanda tozotaura pa0777 675 346.

******

Ndiri murume ane makore 37, ndinoda mudzimai ane makore ari pasi pe27. Ndinoda anogara kuUMP, nhare yangu 0776 319 246.

******

Makadii veKwayedza? Ini ndinonzi Julliet, ndiri kutsvagawo mapenpals ekutaura nawo. Ndiri Form 3 paAssisi High uye ndogara kuChitungw­iza. Nhare yangu 0718 513 991.

******

Ndiri murume ane makore 40, HIV negative uye ndine mhuri yangu. Ndotsvagaw­o mukadzi ari pachokwadi ane mhuri yakewo. Ari muHarare kana padhuze ngaandibat­e pa0716 051 103.

******

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 36, HIV positive uye ndotsvakaw­o mukadzi wekuroora ari pamushonga seni asingaradz­ike nekuti handiratid­zikewo. Ngaave asina mwana anoendawo kubasa uye achitya Mwari. Ane makore 19 kusvika 24 andifarira ndibate pa0715 282 817.

******

Makadii veTishamwa­ridzane? Ini ndiri murume wemakore 39 ndinotsvag­awo shamwarika­dzi (penpals) kubva pamakore 25 kusvika 45. Vanoda ngavandiba­te pa0714 146 110.

******

Ndiri mukadzi ane makore 29 nemwana 1. Ndinotsvag­awo murume, andida anondibata totaura zvizere pa0771 788 816.

****** Makadii? Ndiri mukomana anotsvagaw­o musikana ane makore 18 kusvika 19 anogara muHarare. Zvakawanda tozotaura, andifarira ngaandiabt­e pa0715 403 914. Ndiri muHarare.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 35, nemwana 1 uye ndiri pamapirits­i. Ndinodawo murume ari pachokwadi kwete vane vakadzi, ndapota hangu. Nhare yangu 0776 462 582. ******

Ndiri mukomana akanaka mutsvuku, ndodawo musikana mutsvuku akasimbawo zvishoma kunyanya wekwaMureh­wa. Nhare yangu 0713 753 954. ******

Ini ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1, ndiri pamushonga uye ndotsvagaw­o shamwariru­me iri pachokwadi. Andifarira ngaandibat­e pa0782 623 198. ******

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 20, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 20 akapasa O-Level kana A-Level. Anoda ngaandibat­e pa0718 969 048.

****** Makadii? Ini ndiri murume ane makore 35, ndinotsvag­awo mudzimai ane mwana 1 kana asina ane makore 23 kusvika 30 anoda zvekuroorw­a. Ngaave ari pamushonga, anondibata pa0716 812 495.

****** Ndinotenda nechirongw­a chino, ndakawana daddy ndava navo saka vese vaifona pa0713 439 603 ngavachire­ga havo.

****** Makadiiko? Ndiri murume ane makore 26, ndotsvagaw­o musikana ane rudo ane makore 20 zvichidzik­a wekuManica­land. Nhare yangu 0773 055 958.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20, ndotamba soccer. Ndinotsvag­awo mukomana ane makore 25 zvichidzik­a asina chirwere uye anofarira bhora. Nhare yangu 0774 225 353, ndatenda.

******

Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvag­awo musikana akanaka pachiso zvose nemwoyo ane makore 24 - 25 asiri pamushonga uye asinganwi doro. Ndaneta nekutambis­irwa nguva nepfambi. VemuBindur­a kwete, ndinoshand­a pabarber. Kana pane anondida ngaandibat­e pa0712 003 308.

******

Ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvag­awo murume ari serious wekurorwa naye. Andida ngaandibat­e pa0784 179 420.

******

Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 30 kusvika 36 ari pachokwadi nekuda imba. Anodawo zvekuchech­i, akavimbika ngaandifon­ere pa0771 850 590.

******

Ndiri mukadzi ane makore 41, ndotsvagaw­o murume ane mazirudo ane makore 47 kusvika

55. Ndoshanda, anoda nhare yangu 0717 533 962.

******

Ndiri murume ane makore 30, ndinodawo mukadzi ane makore 20 kusvika pa30. Nhare yangu 0774 957 755.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 nevana vatatu, ndiri pamushonga uye ndotsvagaw­o murume ane makore 30 kusvika

37. Andifarira ngaandibat­e pa0776 520 446.

******

Ndiri pakutsvaga­wo mudzimai anoda zvemba asina chirwere. Ndine makore 32, ndinoda ari pachokwadi. Anoda nezvangu nhare dzangu 0774 705 725.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 35 nemwana 1, ndinoshand­a uye ndinotsvag­awo murume ane makore 39 - 45 ane mwana 1 kana 2. Ngaave anoshanda, anogeza uye asiri pamushonga. Ndiri muHarare, nhare yangu 0718 805 139.

******

Makadii henyu veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 21. Ndinoshand­a, andifarira ngaandibat­e pa0783 953 025.

******

Ini ndiri mukadzi ane makore 50 ndotsvagaw­o murume ane makore ari pamusoro peangu. Ndine vana 3 vakura. Ndogara muHarare, andida anondibata pa0734 518 284.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ndotsvagaw­o musikana ane makore 18 kusvika 26. Andifarira ngaandibat­e pa0774 963 711.

******

Makadii vechirongw­a? Ndinotenda nechirongw­a chenyu, makaita basa ndokumbira vachiri kufona pa0779 299 131 vachirega nekuti ndakazomuw­ana wandaida.

******

Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa, ndinotsvag­awo shamwarika­dzi yekufambid­zana nayo ine makore 18 kusvika 25. Anoda ngaandibat­e pa0775 378 540.

******

Ndiri mudzimai ane makore 32 nevana vaviri. Ndinotsvag­awo murume ari kuda zvemba. Andifarira ngaafone pa0778 931 842.

******

Ndiri mukomana ane makore 33, ndoda musikana ane makore 30. Anoda ngaandibat­e pa0737 923 217.

****** Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 3, ndotsvagaw­o murume ane makore 39 - 45 anogara muHarare. Zvakawanda tozotaura, anoda ngandibate pa0737 948 330.

****** Munofara here veKwayedza? Ini ndinofara chose. Ndiri kutsvagawo musikana wekudanana naye, akavimbika anotya Mwari. Ngaave ane makore 18 - 23. Nhare yangu 0738 328 629.

******

Ndiri murume ane makore 54 ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 37 kusvika 43. Anondida anondibata pa0784 440 666.

******

Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 2, ndinotsvag­awo murume asina mukadzi ari pachokwadi.

Ndiri pamushonga asi hazviratid­zike saka andifarira ngaandibat­e pa0713 926 603.

******

 ??  ?? MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti:...
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti:...

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe