Tishamwaridzane
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 071
MAKADIIKO veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu. Ndakawana murume akakodzerana neni saka vese vaindifonera vandakatsvaga nevainditsvaga ndotenda nerudo rwenyu. Musasandifonera zvenyu pa0773 184 936. Ndatenda munaShe.
***** Ndinotenda nechirongwa chenyu. Ndiri mukadzi ane makore 45, HIV positive uye ndinodawo murume wekuchengetana naye ane makore 45 zvichienda mberi. Ngaave asina mukadzi asi aine vana, ari muguta kana pamusha zvose zvakangonaka. Vandifarirawo makasununguka kufona pa0717 137 575 chero nguva. Ndatenda.
***** Makadii? Ini ndine makore 29 ndotsvakawo mukadzi wekuroora ane makore 19 kusvika 25. Ngaandibate pa0717 864 990.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30, ndiri pamushonga uye ndinodawo murume ari pamushonga ane makore 30 zvichikwira kana kuti asiri pamushonga. Nhare yangu 0736 371 736.
*****
Ini ndiri murume ari kutsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 25 kusvika 30. Andida ngaandibate pa0778 432 796.
***** Kwazivai veTishamwaridzane. Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1. Ndotsvagawo murume anoda zvemusha asi vanoda zvekutamba kwete. Ndifonerei pa0774 587 676 kana paWhatsApp ndiripo.
***** Ndinotsvagawo mukadzi ari kuda zvemba. Ndine makore 39 ekuberekwa, ndine mwana mumwe uyu ndiri kwaMutare. Vanoda ndibatei pa0776 166 475 asi matsotsi kwete.
*****
Ndiri musikana ane makore 18, ndinotsvaga shamwari (penpals) dzekutaura nadzo patext chete dzine makore 18 kusvika 24 uye vachipinda Masowe eChishanu eJerusarema vekwaMutare. Munondibata pa0782 566 697.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 35 ndinotsvagawo mukadzi ane mari yake anokwanisa kundisimudzawo. Nhare yangu 0774 255 730.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 45, ndinotsvagawo shamwarirume ine makore 46 zvichikwira. Zvakawanda tozotaura pa0719 580 093. *****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvakawo musikana anoda zvemba ane makore 18-20. Ari HIV negative sezvandiri ngaandibate pa0777 716 126.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvakawo musikana anoda zvemba ane makore 18-20 ari HIV negative sezvandiri. Nhare yangu 0777 716 126.
*****
Ndiri murume ane makore 40 nevana 4, ndiri kutsvaka mukadzi wekuroora anobva
kuManicaland. HIV status negative, ndoda asina mwana ane makore 26 - 30. Ngaave ane rudo nevana achipinda chechi yePHD. Musha nevana varipo, vanoda ndibatei pa0714 043 477. *****
Ndiri mukomana ane makore 20 ndotsvagavo musikana akanaka ane makore 18-19 ari HIV negative. Ndinobatika pa0771 241 567.
***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 35 nemwana 1, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 38 zvichienda mberi. Ari pamushonga anoda ngaandibate pa0779 270 788.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 26 ndotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 24 anoda zvemusha. Ini handisi pamushonga, ngaave nemwana 1 kana asina. Ndinoita mabasa emaoko, anoda ngaandibate pa0713 260 570.
***** Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 24 nemwana 1 uye ndinodawo murume anotya Mwari anoshanda. Ane makore 30 - 40 ari HIV negative ngaandibate pa0713 024 964.
***** Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ndine vana 2, anoda zvemusha ari pamushonga andifarira nhare yangu 0737 541 184.
*****
Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 21 kusvika 29 anoda zvemba. Asiri pamushonga ngaandibate pa0782 577 778, ndinoshanda.
***** Ndinokutendai ndakamuwana wangu kuburikidza nechirongwa chenyu saka vachiri kufona pa0775 979 812 chiregai.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 36 nemwana 1, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo mudzimai
ane makore 25 kusvika 32. Ndinobatika pa0733 633 090.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinodawo musikana wekuroora ane makore 22-24 asi vakadzi vevanhu kwete. Ndodawo akanaka, nhare yangu 0773 157 128.
***** Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 34, ndaneta nekunyorera ndichitsvaga asi handisi kushambadzwa. Ndine vana 2, ndiri pamushonga uye ndiri muHarare. Ndodawo ari pamushonga ane vana, anoshanda uyewo anoda kuroora asina mukadzi asingataridzi zvaari. Ane makore 40 kusvika 50 ngaandibate pa0713 716 380.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 43, utano hwangu hwakanaka. Ndoda mukadzi wekuwana ane ane utano hwakanaka. Nhare yangu 0734 738 605.
***** Makadii? Ndinotsvakawo mukadzi ari pachokwadi anodawo kuvaka musha ane makore 25 - 39 asi matsotsi kwete ndaneta nawo. Tinotenda, nhare yangu 0777 664 777.
*****
Ini ndiri mudzimai ane makore 35, ndiri pamushonga uye ndinodawo murume ane makore 40 zvichikwira anoda zvemba uye ane rudo. Ngaandibate pa0773 985 245.
***** Makadii? Ndiri mudzimai munaku mutete ane makore 25 nemwana 1. Ndodawo murume ane makore 30-35 anoenda kubasa. Zvizhinji tozotaura, nhare yangu 0784 603 816.
***** Makadii, ndoitwa Noku ndodawo murume akanaka anogeza akavimbika ane makore 23 kusvika 30. Ndine makore 19 nemwana 1, ndiri murefu, mushava uye ndakasimba zviri pakati nepakati. Nhare yangu 0735 266 047.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana
wekuroora ari pachokwadi uye anonamata. Anogara muHarare asina chirwere andida anondibata pa0715 794 239.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 43 nevana 4, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ari HIV positive andifarira nhamba yangu 0778 424 823.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 34, ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Anoda nezvangu ngaandibate pa0775 760 027. Ndiri kwaMutare, ndatenda.
*****
Makaita zvenyu, vose vakandifonera pa0777 010 709 chiregai zvenyu ndanaye uye tave kutoronga zvemuchato.
***** Makadii? Ndiri murume ane makore 34 nemwana 1. Ndiri HIV positive uye ndichigara muHarare. Ndoda mukadzi anoda zvemba ane mwana uye ari pachokwadi ndapota hangu, WhatsApp kana sms pa0775 126 879.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 nevana vaviri, handina
HIV. Ndinotsvaga mudzimai ane makore 35 zvichidzika ngaave akaenda kuchikoro uye anoda zveimba ane mwana kana asina. Zvakawanda totaura pa0776 905 473.
***** Makadii? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvaka musikana wekuroora ane makore 18 -25. Andifarira ngaandibate pa0783 131 824.
*****
Ndiri murume ane makore 33 nevana 2, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo mudzimai anoda zvekuroorwa ari pamushongawo. Ngaave ane makore 23 kusvika 30, nhare yangu 0784 609 463.
*****
Ndiri murume ane makore 38 ekuberekwa, ndiri pachirongwa uye ndotsvaka mukadzi wekushamwaridzana naye anoshanda. Andida tumira sms pa0773 465 011.
***** Makadii? Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvagawo mukadzi chero zera akarongeka. Nhare yangu 0776 645 129.
*****
Ndiri mukadzi ane vana 4, ndinozvishandira uye ndoda murume ane makore 40 55 ari HIV negative. Andida ngaandibate pa0773 648 764 chero nguva.
***** Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 19 ekuberekwa, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 wekudanana naye kusvika pakuwana asiri pamapiritsi. Anoda ngaandibate pa0772 842 014.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 3, ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 50 anotya Mwari. Anenge andifarira ngaandibate pa0783 248 373.
*****
Ndiri murume ane makore 40 nevana, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 kusvika 38. Akavimbika uye anonamata ngaandibate pa0773 867 020.