Kwayedza

Tiudzei 0714 200 007

-

MUSANETA checholera kutizivisa nezvechirw­ere nekuti chinouraya. kawanda svondo Takadzidza rapera, muno- zvadadisa chaizvo. Rambai makadaro Kwayedza. — Michael Muzembi, Masvingo.

* * *

Kuti ED ndokuti President! Tinotenda baba vedu VaMnangagw­a mirai nesu tibudirire. – 0715 016 265.

* * * VeKwayedza sando dzenyu taaa. Mombe kwaMutare dzanetsa nekupinda mudzimba ukuwo kuBulawayo makudo ari kupindawo mudzimba. Ko mombe yekutaura ChiManyika yakazodii? — D.M. Datai, Masvingo.

* * * Aiwa veKwayedza makanyanya, sando dzenyu torai. — Justine T. Njerere, Chigodora, Mutare.

* * *

Akafa ayamwiwa nemupurwa wagogo, mombe tasa pamubhedha, zvidhoma zvokedebur­a maticha! Pakaipa, Mwari huyai, vanhu vaye vatanga. — Baba Alpha Mtenhe, Domboshava.

* * *

Ko Bvunzai Tete makaisepik­o pabepa rinodzidzi­sa iro? — Sande Bowas, Howard, Chiweshe.

* * *

Aka kapepa keKwayedza kakanyanya. Rambai makabata, muri kumberi chaiko. — Godfrey Musomeka, Green Valley.

* * * Makadii? Ndinotsvag­awo Tinei Tawengwa, ndinofungi­dzira kuti anogara kuKuwadzan­a muHarare. Takasangan­a kuBot-

swana muna2006. Ndapota kana pane anomuziva ngandifone­rewo pa0776 023 231.

*** Kwayedza makuseri, sando dzenyu. — Mai Tate Mutesva, Mt Darwin.

*** Ndinotsvag­awo sisi wangu Oppah Mai Princess anobva Masvingo. Kana pane anoziva kwaari ngaandibat­e — pa0784 014 094, David Zakaria.

***

Ko nyaya yemukadzi aichemera ropa yakazodini? You bring the hottest news! — Prince Chababa, 0777 742 899.

*** Ndinotsvag­awo shamwari yangu inonzi David Kandiyado, takapedzis­ira kuonana achiri kufundisa kwaChienda­mbuya paChingozi Primary. Angazivawo kwaari andifonere pa0713 822 967 kana 0773 380 848. — Irvine, Plumtree.

*** Vanhu vekwaChien­dambuya makanyanya. Shuwa kungowana mombe yakafa zvekudaro? Ndabva ndasuwa kumba, ndiko kumusha kwangu. — Pety, Darwendale.

*** Kwayedza makadii? Ndinotsvak­awo muroora wangu anonzi Erina Maufu anobva kuHwedza. Vanomuziva ngavandiba­te pa0776 277 488.

*** Kwayedza makanyanya, muri pamberi sehomwe yeapron. Muri kugona kutsvaga nyaya wena! — SV Chiponda, Beatrice. ***

Kwayedza muri chidadiso, ndimi muri kumhanya nacho chimuti. Kwayedza pfee. — 0777 072 169.

*** Kwayedza kumberi, rambai makadaro. Tiudzei zviri munyika. — Mapombi Kereke, Wedza.

***

Kwayedza rambai makadaro, nyaya dzenyu dzinonaka sehuchi. Sando dzenyu, zvipikiri mangwana. — 0783 716 240. *** Iyo mombe kuseri. — Arron

Muvata.

***

Ndiri kutsvagawo Jonathani kana kuti Jabulani Mbewe, ndakapedzi­sira kumuona achigara kumapurazi ekuChakari, kuKadoma. Nhare yangu 0783 630 068. — Ronica Gunwell, Mutoko.

*** Mombe kufira mumba, chivanhu, ngavazvits­vage. Uyuwo kurohwa negudo pedze foni yorasika. Aa pakaoma. — Chomunorwa Mukayana.

***

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe