Kwayedza

Mitengo yezvinhu yoongororw

- Daniel Nemukuyu

HURUMENDE iri kuongorora mitengo yezvinhu zvakasiyan­a kubvira uko kwazvinoga­dzirwa kusvikira apo zvinozoten­geswa muzvitoro nedonzvo rekuranga nhubu dziri kukonzera kukwira kwemitengo zvisina tsarukano.

Hurumende yakaita chisungo zvakare chekuti maindasiti­ri anogadzira zvakasiyan­a nevamwe vane basa rekufambis­a zvinoshand­iswa neveruzhin­ji mazuva ose uye nevemishon­ga yekurapa vadzokere pamitengo yaiveko nguva yadarika.

Vachitaura kuvatori venhau mushure memusangan­o weCabinet nemusi weChipiri svondo rino, gurukota rekuburits­wa kwemashoko nenhepfeny­uro, Cde Monica Mutsvangwa, vanoti Hurumende ichatora matanho akasimba ekuranga nhubu dziri kukonzera kukwira kwemitengo yezvinhu.

“Hurumende yaita chishungo chekuti inofanira kutora matanho akasimba ekuranga nhubu dziri kukonzera kukwira kwemitengo yezvinhu, izvo zviri kukonzera kuti veruzhinji vaomerwe,” vanodaro.

Vachitaura­wo pamusoro penyaya imwe chete iyi, gurukota rezvamaind­asitiri nekutenges­erana, Cde Mangaliso Ndlovu, vanoti nhubu dziri kukonzera kukwira kwemitengo dzinogona kutemerwa zvirango zvinosanga­nisira kusawana rutsigiro rwemari yekunze kubva kubhanga guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe (RBZ). Vanoti Hurumende iri kushusikan­a zvikuru nemamiriro ezvinhu aya, ayo ari kuona veruzhinji vachibhadh­ariswa mari dzakawandi­sa pakutenga mishonga yakasiyana yekurapa pamwe nezvinhu zvavanosha­ndisa mazuva ose kwemas maviri adarika.

“Tiri kuongororo zvakare dzemitengo, kunyanya kune av kuwana rutsigiro rwemari yek vanodaro.

Hurumende yakaita musa nevemainda­sitiri anogadzir kasiyana pamwe nemamwe m avo vari kuwana rutsigiro rw yekunze kubva kuRBZ ndokuwi kuti mitengo yezvinhu inofa kuve yakaringan­a.

Nguva yadarika, RBZ yaka miriyoni yekutenga mafuta ed tokari, $6 miriyoni yefetireza shonga yekurimisa, $6,7 mi yekutenga mishonga yekura miriyoni yemafuta ekubikisa, pezvimwe zvinhu.

Dare reCabinet ranokurudz veruzhinji kuti vasiyane nek kekuhodha zvinhu.

 ??  ?? Cde Mutsvangwa
Cde Mutsvangwa
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe