Kwayedza

Kunyora mazwi muuzhinji

- Ticha Danga

MUTAURO wedu wakapfuma zvikuru uye unodadisa kana tichiteved­zera mataurirwo awo akanaka. Tin ozouv hiring id zap a ya pa ti not a dz a kuutaura nemazvo.

Zvinyorwa zvevana muzvikoro zvinovh iring idzwa ne ku sat eve dz eraz vin odiwa much iS hon ac ha- mandorokwa­ti. Van avazhinj ivan o- pedzi sir avov aka mazwiavove ga kunyanya kana iri nyaya yekuisa mazwi muuzhinji.

Kutadza kuisa mazwi muuzhinji ih os ha in opfukut ab as a rev ana ne kuda rot i nod ak uta risanzi rad zing ate- vedzwa mukudzinga zvipfukuto izvi mubasa revana. Unoona vana va chin y ora ku ti“ma nd iro”ka na ku ti “mademo”.

Mazwi anotanga na “g” mazhinji acho anoshanduk­a achitora “m” asi as in gas hand uri dz ind ereizwi. Dz in de rezwi redu ndi “gaba” zvino kana awanda anenge onzi magaba gamba ro va mag am ba.Gu dz arinoi tam agu dz a ku chitiwogi dir inoi ta magidi.

Asiw op an edzimwengu va dze ku ti “g” anoshanduk­a kuita “k”. Ndipo panopinda mazwi ana gavi roita m aka vi,g ur we roi tam ak ur we ku chitiwogwe­nziro va ma kw enzi.Ndizvo z vi now a ni kw a pam azwi an e dz in de rinotanga na “j”, mamwe acho anosanduka asi mamwe haasanduke.

Mamwe anoshanduk­a achitora “ch” sokuti jira rinozoita machira, asi mamwe anon go nam ira“ma” padz in de se ku ti jo kiri nozoi tam a jo ki, jeri richiitawo majeri. Kana tichinyora mazw ia no tang ana“h” ha aw anzochinja­ka naoiswamuu­zhinji. Hand a inoramba iri handa hondohwe dzinongora­mba dziri hondohwe chero dzawanda. Hembe muuzhinji i”hembe”.

“Ch” anoshanduk­a kuva “zv” nguva zhinji. Choto muuzhinji

i no it azvoto,c hum a chichi it azvu ma. Tinoti chingwa chimwe chete tozoti zvingwa zvishanu, chipikiri chova zvipikiri. Mazwi anotanga na “b” mazhinji acho an os handukaa chitor a“p”k us ar ak we mas ho ma. Ti no ti banga rimwe chete tozoti mapanga matanhatu. Bundu rinoshandu­ka kuva mapundu bapu richiitawo mapapu. Tikatarisa­wo pamazwi anotanga na “d” kana onyorwa muuzhinji anoshanduk­a nokutora “t ”. Du riri nova mat uri, don dori go va mat on do, dumb uri chi it am at um bu. Tinoti demba rimwe chete nendiro izere nematemba. Mazwi mazhinji a no tang ana“k” haas han duke se ku ti kamba rinoramba riri kamba, katsi inorambawo iri katsi zvisinei nekuti dzawanda sei.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe