Kwayedza

Fembera-Fembera Tione!

-

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburi­tsa papeji rino – uyo aive nemukurumb­ira mumusambo wembira asi ava mushakabvu uye akazofa mushure mekunge ambopika jeri zvichiteve­ra kubatwa kwaakaitwa nemhosva yekutsotsa mumwe mudzimai apo akamuti aida mari yekuunza njuzu kubva kunze kwenyika kuitira kuti amubatsire padambudzi­ko rake rekubirwa motokari – ndiani.

Mhinduro ndeinoti EDINA “MBUYA MADHUVE” CHIZEMA.

Hedzinoi mhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Mbuya Madhuve – Michael Muzembi, Masvingo.

Edina Mbuya Madhuve – Buju, Chitamba Farm paGan’a.

Mbuya Madhuve – Mawire, Cold Comfort, Harare.

Mbuya Madhuve – Ranga, Mbare, 0785 108 907.

Mbuya Ma Dube – R. Humbasha Mukanya, Unit M, Chitungwiz­a.

Beula Madyoko – Mathias Tereka, Benson Mine, Mudzi, Mutoko.

Beura Madyoko – Massegy Nyamakamba Katuri, Benson Mine, Mudzi, Mutoko.

Mbuya Madhuve – Peter Gonzo, Western Triangle, Highfield.

Edna Chizema – Tedious Mafusire, Harare.

Stella Chiweshe – Farayi Mujuru, St Bedes Dewedzo Ward 14, Makoni South.

Mbuya Maduwe – Kudakwashe Makanjera, Chitungwiz­a.

Ambuya Maduwe – F. Machisa, Kasuwo, Mbire.

Mbuya Madhuve – Pfachapfac­ha, Karoi, 0783 132 018.

Mbuya Madhuve – Tiyange Chimbizi, Mapunga, Bindura.

Mbuya Madhuve Eddner Nyazema – 0772 609 143. Mbuya Madhuve – 0734 434 171. Mbuya Madhuwe – Mai Tino, Hopley.

Mbuya Madhuwe 0782 294 861.

Mbuya Madhuve Beulla Dyoko – 0774 754 162.

Mbuya Biyula Jwoko – Blessing Choto.

Mbuya Madhuve – Juanita Frank, Chinhoyi.

Edna Chizema – 0772 441 838. Ambuya Stella Chiweshe – 0782 937 149.

Mbuya Madhuve – Noah Mugobo, Ruwa.

Ambuya Madhuve 0783 208 105.

Mbuya Beuler Mukoko – Antony Bango, Retreat, Waterfalls.

Mbuya Madhuve – Abuza, Manyame.

Mbuya Madube – 0778 514 951. Mbuya Madhuwe – Nyadawa Padenje, Uzumba.

Mbuya Madhuwe – Dickson, Breaside.

Mbuya Madhuve – Michael Muzembi, Masvingo.

Mbuya Madhuwe – 0778 982 125. – – Mbuya Maduve – 0771 114 097. Mbuya Madhuve – D. Marowa, Glendale, Mazowe.

Mbuya Madhuve – Blessing Maponga, Chinhoyi.

Mbuya Madhuve – Joe, Hatcliffe 2 High School.

Mbuya Maduve – Mai Phiri, Glendale.

Mbuya Madhuwe Edna Chizema – 0713 217 991.

Edna Chizema – 0772 501 417. Mbuya Madhuve – R. Makwende, Mutare.

Mbuya Madhuwe Stella Chiweshe – 0713 659 388.

Mbuya Madhuve – 0779 518 977. Mbuya Madhuve – Wasper Katiyo.

Mbuya Madhuve – Mbuya Tadiwa 2192 Egypt, Highfield.

Mbuya Madhuwe – Tadiwa Mushaninga, Lusaka, Highfield.

Mbuya Madhuwe – Tinotenda Chimonyo, Nyanga.

Edinah Magura, Mbuya Madube – 0775 692 759. Stella Chiweshe – 0778 181 279. Mbuya Madhuve – 0733 897 573. Ambuya Madhuve – 0774 684 371.

Mbuya Madhuve – 0775 772 867.

Stella Chiweshe – Murairwa, Epworth.

Mbuya Madhuve – 0772 609 010. Mbuya Madhuwe – Sibanda Edmore, Yasila, Chinwanzou Primary School.

Mbuya Madhuve (Stella Chiweshe) – Hardlife Guwa, Westlea, Harare.

Mbuya Beuler Mukoko – Antny Bango, Retreat, Waterfalls.

Mbuya Madhuve – Kemmywell Muzhange.

Stella Chiweshe – Tanya, kuTafara.

Mbuya Madhuwe – C.C, Mvurwi.

Mbuya Stella Chiweshe – Ronald R. Simiyawo (Simms), Southlea Park.

Mbuya Madhuve – Cathrene Sipho Murevesi, Turf, Mhondoro-Ngezi.

Gogo Madhuve – Mai James, Goromonzi.

Mbuya Madhuwe – Mai Munya Chingoma, Chipfunde School, Chigubu Village, Uzumba.

Mbuya Madhuwe – Mandira & sons, Marie Phillip, Mabvuku, 0773 852 683.

Mbuya Madhuwe – 0779 001 215. Mbuya Maduwe – Tichaona Mungate.

Mbuya Maduve – Tindo, Norton.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe