Musakare mari zvakadaro
SVONDO rapera Hurumende yakavandudza mutemo unotendera makambani nevamwewo vanhu vane mari yekunze kuti vakwanise kutenga zvinhu zvinoshandiswa neveruzhinji mazuva ose kunze kw enyika. Mute mo we Statutory Instrument( SI )122 of2017wak av andudzwaz vi chit ever a kukwira kwakanyanya kwemitengo yezv in humuzvitoro.
Izvi zvichaona vemakambani nevanhu vakazvimirira vachikwanisa ku ten gazvinhuz vinos an gan is ira ma fut ae ku bi kisa,s hug a,fu raw a,m ajar i ni, mupunga nezvimwe kubva kunze kwenyika.
Z vi mwezvinok wan isak utengwakunze kw enyi kan dez vi not i sim en de, marata ekuturikisa dzimba nemabhara.
Veruzhinji va kat a mb iranep aka siy ana dan ho ra kat or wan eH ur um en de ir ia po vamw eva rik ur it sig ira va chitiz vic ha it a ku tizvinhuzvangez vic his hai kw amuz vi tor oz vi wanik we.
Asi kune vamwe vemaindasitiri vane pfungwa dzekuti danho iri rinogona kudzosera budiriro yavo shure sezvo pazvinhu zvavanogadzira van eng ev ave ku kwikwi dz ana pam it eng onezv in ob va kunze kw enyika. Semaonero edu, kukwikwidzana kwemitengo yezvinhu kwakatonaka chose nekuti kunoita kuti mitengo isanyanye kukwira sezviri kuitika mazuva ano. Kana pakave nekukwikwidzana kwemitengo vatengi vanokwanisa kusarudza kwavanoda kutenga.
Kukwira kuri kuita mitengo yezvinhu kwaomesera veruzhinji sezvo vasisakwanise kutenga zvinhu zvavanoshandisa mazuva ose seshuga ne ma fut ae ku bis a.Vezvitorov ari kun go kw i dz a mi ten go yezvinhuzu va nezuva zvekuti munhu unopedzira wazvishairwa shumo yazvo.
Z vi mwezvezv in huiz vi haz vic hat ow a ni kw amuzvitoroa sip am usika wemukoto zviripo nemitengo yakakwira zvikuru.
Semuenzaniso, mutengo wemarita maviri emafuta ekubikisa wava pakati pe$4 kusvika $18 kunzvimbo dzakasiyana.
Izvi zvinotaridza pachena kuti pane vamwe vanhu vave kukara mari zvak ad ari kid zane ku tim ut eng owe chinhuc him we che te haun ga si ya ne zvakadaro. Tinorumbidzwa zvakare danho rakatorwa neHurumende re ku mb om is a ku kw ira kw emu ten go we chingwakub va pa $1.10 ku end a pa $2.20. Iz viz vi not ever akuz iv iswa kw a kan gek wait wa ne vemak am ban i anobika chingwa kuti anoda kukwidza mutengo wechingwa achipa chikonzero chekuti mutengo wegorosi nezvimwe zvavanoshandisa pakubika chingwa zvakwirawo.
Chingwa chakakosha zvikuru kumhuri dzakawanda munyika muno nekuti ndicho chinowanzodyiwa munguva dzemangwanani.
Mat an ho ari ku tor w an eHu rumen de a ya a not arid zakut ii nez vi dozv evan humunyika.K ana mi ten go yezv in hui kara mb ai chi kw ira as iv ash an di va sing a we dz er we mariya van oh ora pa ku shanda kw a va no it a,z vin or eva kuti vanopedzisira votadza kutenga zvinhu izvi.
Nekudaro Hurumende inofanira kurumbidzwa zvikuru nematanho aka siy ana airikut ora mu kug ad z iris amata mbudzikoa rik us ang ana neveruzh in jimunyika.
Veruzhinji pamwe nevezvitoro vanofanirawo kusiyana nenyaya dz ehuwori ne ku tin dizv oz vi mwezviri ku it a ku tim it en go yezv in huik wire zvisina tsarukano.
Kune vamwe vane katsika kekungohodha zvinhu uyewo nevamwe vezvitoro vanonzi vari kuendesa zvinhu pamusika wemukoto.
Imi vezvitoro musakare mari zvakadaro!