Kwayedza

Nyora zvinoveren­geka

- Munyaradzi Gunduza

KURUDZIRO yandingaku­pai ndeyekuti mushandise runyoro rwunoveren­geka kuitira kuti vakwenyi vebvunzo vakwanise kunzwisisa mhinduro dzamunenge muchipa.

Runyoro runokosha zvikuru pa ku pin du rabvunz one ku tiuk any orazvinhuz vising ave r en ge ki kan az vi sing any at so one ki, unenge uchiita ku tim hindu rod zakodzi san y at so bur it se wop a chen apfungw ad zako.

Naizvozvo kurudziro ndeyekuti runyoro ngarwuvere­ngeke.

Mapepa aunoshandi­sa pakupa mhinduro ngaave akashambid­zika kwete kubharangi­dza pepa. Ukabharang­idza pepa unokangani­sa basa rako kuti ribude richioneke­ra zvakanaka.

Hazvireve kuti kucheka chinhu chaunoona kuti hachisiric­ho kunorambid­zwa, asi kuti ngazvionek­we kuti zvausiri kuda zvachekwa pasina kubharangi­dza.

Mhinduro dzako dzinongoon­ekwa nekuti dzinenge dzisina kuchekwa.

Wapedza bvunzo, cherechedz­a kuti mapepa ese awashandis­a pakunyorer­a bvunzo dzako akabatanid­zwa zvakanaka uye akarongana semapindur­iro awaita bvunzo.

Zvisinei hazvo, regai nditore mukana uno kutenda vaverengi vese vakanga vachiveren­ga chikamu chino kubva gore richitanga kusvika nhasi uno.

Mese makatotang­a kunyora bvunzo uye vamwe vakatopedz­a kana kuti vave kupedza saka ndinokushu­virai rombo rakanaka kuti munge muchibudir­ira mubvunzo idzi kuitira kuti mugozadzik­isa zvishuwo zviri kutsi kwemwoyo yenyu.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe