Bhora mutambo

Kwayedza - - Tishamwaridzane -

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko pakati peNichrut FC neDynamos FC kuAscot Stadium, kuGweru nemusi weMugovera uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weChibuku Super Cup Final waiveko pakati peHarare City neTriangle United kuGibbo Stadium nemusi weMugovera wadarika.

Mumutambo uyu, Triangle yakahwinha 2-0.

Georgina Chifamba - Harare City 1 Triangle 2.

0782 399 193 - Harare City 1 Triangle 1.

Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare - Harare City 0 Triangle United 0.

0771 330 137 - Triangle United 1 Harare City 0.

0716 805 433 - Harare City 0 Triangle United 2.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.