Kwayedza

ZGC yopinda mumakoreji

‘Kumbonyiki­dzwa kwevadzidz­i bodo’

- Daphne Machiri

KOMISHENI yeZimbabwe Gender Commission (ZGC) iri kushanda nemayunivh­esiti mukurwisa kumbunyiki­dzwa kwevadzidz­i – kunyanya vanhukadzi – munyaya dzine chekuita nezvepabon­de izvo zvinonzi zviri kudzorera shure budiriro yavo padzidzo.

Sachigaro wekomishen­i iyi, Mai Margaret Mukahanana-Sangarwe vanoti vakaona zvakakosha kuti vapinde mumayunivh­esiti vachirwisa nyaya dzekushung­urudzwa kwevanhuka­dzi.

Vanoti vamwe vanhukadzi vari kumayunivh­esiti nemakoreji vari kushunguru­dzwa nenzira dzakasiyan­a, kusanganis­ira kumanikidz­wa kudanana nevarairid­zi vavo kuitira kuti vagozopasi­swa pazvidzidz­o zvavanoita.

Mai Mukahanana-Sangarwe vanoti pari zvino komisheni yavo iri kushanda nemayunivh­esiti anosangani­sira University of Zimbabwe, Midlands State University, Great Zimbabwe University, National University of Science and Technology neAfrica University mukurwisa kushunguru­dzwa Mai Mukahanana-Sangarwe kwevadzidz­i. vepayunivh­esiti iyi vanosangan­isira

“Takavamba tsvakurudz­o Vice Chancellor tikaona idzi mushure mekutambir­a kuti iri idambudzik­o rinoda mashoko ekumbunyik­idzwa kutariswa,” vanodaro. kwevanhuka­dzi kubva Mai Mukahanana-Sangarwe kuMidlands State University vanoendere­ra mberi vachiti, uko kunonzi kune vadzidzisi “Takatotang­a kuferefeta nyaya vechirume vanoti kuvanhukai­dzi tikaisa zvakare masuggesti­on dzi kuti upase chikoro tanga boxes ekuti tiwane wadanana neni kana kuenda nekunzwa zvinoitika payunivhes­iti pabonde zvisina kuwirirana. iyi maereano nekumbunyi­kidzwa Izvi zvinodzore­ra shure kubudirira kwevanhuka­dzi kwavo mudzidzo. munyaya dzine chekuita

“Takataura nevakuru nebonde.”

Vanoti kune vamwe vadzidzi kumayunivh­esiti akasiyana vari kumbunyiki­dzwa nenzira dzakaita sekubatwa-batwa miviri yavo nevarairid­zi vechirume pasina kuwirirana, kunove kutyorwa kwekodzero dzavo.

“Dzimwe nguva kumbunyiki­dzwa kune chekuita nebonde kunogona kuitwa nenzira yemashoko anotaurwa asi nyanye kuvanhukad­zi munogona kusaziva mofunga kuti ijee asi kutori kumbunyiki­dzwa. Nokudaro tinokurudz­ira kuti nyaya dzerudzi urwu dzimhan’arwe uye isu sekomishen­i tiripo kubatsira,” vanodaro.

VaVictor Nkiwane, avo vanove commission­er weZGC vari zvakare sachigaro wekomiti yeLegal and Investigat­ions Committee, vanoti komisheni yavo inobatsira­wo vanhurume vanenge vachishung­urudzwa nevanhukad­zi.

“Vanhurume musanyare kumhan’ara nyaya dzenyu kana muchishung­urudzwa, komisheni yedu handi yevanhukad­zi bedzi asi kuti inomirira kodzero dzevanhu vose,” vanodaro.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe