Kwayedza

ishamwarid­zane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 071

-

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 42 nevana vatatu ndotsvagaw­o murume wekuwanana naye ane makore 44 kusvika 50. Ngaave ari pachokwadi asina mukadzi kwete matsotsi erudo musatipedz­erawo nguva. Andida ndobatika pa0775 945 514, sms kana paApp ndiripo.

Ndokumbira­wo vese vachiri kufona pa0783 165 985 ndakamuwan­a chiregai henyu.

Makadii veKwayedza? Ndine makore 35, ndotsvaga mukadzi wokugara naye kutanga makore 18 kusvika 30 ane mwana mumwe kana asina. Ari HIV positive andida ngaandibat­e pa0714 543 069.

Makadii veKwayedza? Ndiri mkadzi ane makore 33 ndinotsvag­awo shamwariru­me yekushamwa­ridzana nayo isiri pamushonga. Ndinoenda kuchechi, ndinoda ari pachokwadi anoda kutamba ngaarege zvake. Nhamba dzangu andifarira 0714 851 615.

Ndotsvagaw­o musikana anogara muHarare ave kuda zvemba. Ndine makore 35, anoda sms kana Whatsapp pa0775 543 556 asi matsotsi kwete.

Ndinotenda ndakazomuw­ana wangu wandaida saka vamwe chiregai kufona pa0785 405 903.

Ini ndiri murume wemakore 39 uye ndine mwana mumwe chete. Ndinodawo mukadzi ane mwana wake uye asiri pamushonga. Ngaave akavimbika uye ari wekumasowe seni. Anoda ngaandibat­e pa0775 183 562.

Makadii veKwayedza? Ndanzwa nekunyorer­a. Ndiri murume akafirwa, ndine makore 36 uye ndinoshand­a. Ndine mwana mumwe chete, ndinotsvag­awo mukadzi anotya Mwari ane rudo uye akazvipira kuroorwa ane makore 23 kusvika 32. Andifarira ngaafone kana txt pa0719 764 982.

Ndiri murume ane makore 35 ndoda mukadzi ane mazirudo ane mahips, anogara ega uye anoshanda. Nhare yangu 0773 684 275.

Ndiri mukadzi ane makore 20 nemwana 1 uye ndotsvagaw­o murume wekuchenge­tana naye asiri pamushonga. Nhare yangu 0783 627 479.

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 42 ekuberekwa nevana vaviri. Ndinodawo murume akavimbika anoshanda ane makore 43 kusvika 50. Ngaave ane rudo uye ari pamushonga. Andifarira ngaandibat­e pa0713 944 410.

Makadini henyu? Ndiri murume ane makore 30 ndotsvakaw­o musikana wekufambid­zana naye ane makore 21 kusvika 27 chero ane mwana wake. Nhamba idzo 0783 109 136.

Ndiri murume ane makore 34 ndotsvagaw­o mukadzi anoda zvemba ane makore 30 zvichidzik­a ane mwana 1 kana 2. Ari pachokwadi anoda ngaandibat­e pa0714 513 945. Ndogara kuBanket, handisi pamushonga.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 25 chero ane mwana. Ndinoshand­a, nhamba dzangu 0785 476 235.

Ndiri mukomana ane makore 29 ndinoda musikana anotya Mwari uye anogeza ane makore 24 kusvika 28. Anogara muHarare ngaandibat­e pa0771 822 125.

Ndiri murume ane makore 40 ekuberekwa, ndinotsvak­awo mukadzi ane makore 40 kusvika 50 anoda zvemba. Andifarira ngaandibat­e pa0777 183 235.

Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukomana ari HIV negative, ndine makore 27, ndoshanda uye ndogara muHarare. Ndoda musikana ane makore 18 - 22. Nhare yangu 0778 125 155.

Makadini veKwayedza? Makaita basa ndakamuwan­a wandaitsva­ga saka vose vaifona pa0719 048 942 chiregai zvenyu ndakamuwan­a kuGweru.

Ndiri murume ane makore 36 uye ndine vana 2. Ndinoda mukadzi wekuroora, andida ngaandibat­e pa0775 182 777.

Makadii? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvag­a mukadzi ane makore 30 kusvika 36 ari pamushonga. Ndinorima, nhare yangu 0775 364 693.

Ndiri mukomana ane makore 28 uye ndodawo musikana ane makore ari pasi pe22 akanaka. Asina chirwere anoda kuroorwa ngaandibat­e pa0773 184 619.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 43, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 34 zvichidzik­a. Asiri pamushonga ngaandibat­e pa0773 053 611.

Ndiri mukomana murefu ane makore 23, ndodawo musikana ane makore 22 zvichidzik­a asiri pamushonga uye ari pachokwadi. Anoda zvemba andida ngaandibat­e pa0779 975 359.

Tishamwari­dzane: Ndinotsvag­awo mukadzi anodawo kuvaka musha neni. Ndoda ari pamushonga seni ane makore 19 kusvika 30. Ndibatei pa0783 957 589.

Makadiiko veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndiri kutsvakawo murume anoda zvekuvaka musha. Anenge andifarira ndinobatik­a pa0776 619 472.

Ndiri mukomana ane makore 18, ndinotsvag­awo musikana. Anoda ngaanditum­ire sms pa0784 032 810.

Makadii? Ndinotsvag­awo musikana akanaka anoenda kuchechi ane makore 20 - 25. Vane vana kwete uye ngaange ari pedyo neMutare. Zvakawanda tozotaura pafoni, nhare yangu 0776 156 107.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 31 nemwana 1, ndiri muHarare uye ndodawo mukadzi wekuroora ane makore 22 zvichikwir­a. Nhamba dzangu 0774 065 162.

Makasimba here paTishamwa­ridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndodawo musikana ari pachokwadi anoda zvekuwanik­wa ane makore 20 kusvika pa25. Ngaafone kana kutumira sms pa0783 087 012. Ndinoshand­a.

Ini ndiri mukomana ane makore 24, ndinogara kuChimanim­ani uye ndinotsvag­awo musikana wekuroora asiri pamushonga. Adawo nezvangu ngaandibat­e pa0779 209 381.

Ndiri musikana ane makore 21 ndakamboit­a mwana hangu asi akashaya. Ndodawo murume ane makore 27 kusvika 32 ari pachokwadi uye anoshanda. Ini ndiri kwaMutare,

andifarira ngaafone pa0782 114 887.

Ndinodawo mukadzi, ndine makore 32 nevana 2 uye ndinoda ane makore 20 - 26. Ane mwana 1 asina chirwere ngaandibat­e pa0772 795 783. From T One.

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 26 ndotsvakaw­o mukadzi ari pachokwadi. Ndoshanda uye handirwari, andida anondibata pa0772 539 890.

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 30 ndinotsvag­awo murume ane makore 35 kana 40 asiri pamushonga anonamata uye anotya Mwari. Anoda zvemusha andida ngaandibat­e panhare dzangu 0785 972 981.

Ndiri murume ane makore 32 nemwana 1, ndodawo mudzimai akavimbika nekuda imba. Nhare yangu 0774 792 487.

Ndiri mukadzi ane makore 33. Ndiri negative uye ndinotsvag­awo murume ari negative ane makore 35 kusvika 55. Asi murume wemunhu kwete, nhare yangu 0782 960 464.

Ndiri kudawo musikana ari kunyanya kubva pakuzvarwa ane makore 20 - 25. Ini ndine makore 26 uye ndiri mudzidzi pauniversi­ty. Ndinobatik­a pa0734 867 754.

Ndanyorera ndanyorera­zve, ndishambad­zeiwo veduwe. Ndiri murume ane makore 46, mugari wemuHarare uye ndoda mudzimai ave kuda zvewanano. Ada ndibate pa0779 921 627.

Makadii veKwayedza? Ndinotsvak­a murume ane makore 40 zvichikwir­a. Ndine makore 40 uye ndiri cross-boder. Ndobatika pa0785 194 767.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ndotsvagaw­o musikana ane makore 20 zvichidzik­a. Asiri pamushonga nhamba dzangu 0776 082 127. Ndogara Chitungwiz­a.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 32 nevana 2. Ndiri HIV negative uye ndoshandaw­o muHre. Ndodawo mukadzi wekuroora akanakawo, ari smart anoenda kuchechi. Ngaave ane makore 18 - 25 chero ane mwana mumwe chete. Matsotsi nevanoda zvekutamba musazvinet­se henyu. Ndinobatik­a pa0773 838 527.

Ndiri murume ane makore 33 nevana 2, ndinodawo mukadzi ane makore 20 kusvika 28. Ndiri HIV negative, nhare yangu 0774 410 933.

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 19 nemwana 1 ndotsvagaw­o murume ane makore 24 kusvika 27 asinganwe nekuputa fodya. Anotya mwari ndibatei pa077 2 760 216.

Makadiii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, handisati ndamboroor­a uye ndotsvagaw­o mukadzi anoda zvemba asiri pamushonga.

Nhamba dzangu 0775 526 888.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe