Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

NDINE makore 41, ndinodawo mukadzi ane makore 30 anoda kugara kumusha ini ndiri kubasa. Anoda totaura pa0773 381 414.

Makadii? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvak­awo mudzimai wokuroora. Nhamba dzangu 0714 720 571.

Makadii? Ndiri kutsvagawo musikana mhandara tsvarakade­nga kwete mukobvu ane makore 18 22. Ini ndine makore 34, ndinoshand­a uye ndiri muHarare. Andida anondibata pa0772 574 701.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinoshand­ira muHarare kumusha kuri kwaRusape. Ndinotsvag­a musikana ane makore 18 kusvika 20, ndobatika pa0714 248 355.

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, akafirwa uye ndotsvagaw­o murume anondida. Ndiri HIV+, ngaave anotya Mwari achida zvemba, zvemapoto bodo. Nhare yangu 0714 761 986.

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvag­a musikana murefu ari mutete, mushava ave kuda zvemba. Matsotsi bodo, andifarira ndibate pa0774 432 150.

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu 0718 595 208.

Ndiri murume ane makore 38, ndotsvakav­o mukadzi ari pachokwadi. Nhare yangu 0774 191 656.

Ndiri mukomana ane makore 25, ndinoda mukadzi ane makore 30 zvichidzik­a kana ane mwana wake. Ndobatika pa0779 897 602.

Ndiri mukomana ane makore 28, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 25. Nhare yangu 0779 758 190.

Makadiiko hama? Ndiri kutsvagawo musikana ava kuda zveimba kwete matsotsi ane makore 28 zvichidzik­a. Handina chirwere, ndine makore 35. Nhare yangu +27 835 946 062 ndinoshand­ira kuSouth nemuZimbab­we zvese.

Kwayedza, ndiri musikana ane makore 34 asi handikwani­si kufamba. Ndinotsvag­a murume angandidew­o anoda zveimba. Anoda nezvangu anondibata pa0771 757 404.

Ndiri mukadzi ane makore 47, ndotsvagaw­o murume ari pachokwadi. Ngaandibat­e pa0774 322 090.

Tishamwari­dzane, ndiri murume ane makore 43 uye ndotsvaga mudzimai wekuroora ane makore 30 zvichidzik­a. Ndibatei pa0776 905 473.

Makadii? Ndiri murume wechidiki ane makore 31 nemwana mumwechete. Ndinodawo mukadzi ane makore 19 kusvika 29 ane mwana 1 kana 2. Ngaave asina chirwere seni. Ndiri muHarare, nhare yangu 0714 665 643.

Makadii? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari pachokwadi asina chirwere. Nhare yangu 0777 931 954.

Ndiri murume ane makore 39 ndotsvaga mukadzi ane makore 25 kusvika 35. Ndoshanda, sms ndopindura zvakawanda totaura ndobatika pa0775 618 795.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvag­a mudzimai ane makore 30 zvichidzik­a. Ndinoda anorevesa, totaura pa0774 042 311.

Makasimba here? Ndiri murume ane makore 35 ndotsvaga mukadzi akanaka ane maHips. Ndoshanda uye ndakanaka. Ndine mwana 1, vanoda ndibatei pa0717 878 250.

Ndiri kutsvagawo musikana/mukadzi ane mwana 1 wekuwadzan­a naye. Ngaave ane makore 18-30, anoshanda, asiri pamushonga, anogeza, akatsvinda, mutsvuku uye nemagadzik­o akakura. Fonai kana kutumira sms pa0715 096 970.

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 25 zvichidzik­a ane mwana mumwe. Anoda anondibata pa0712 558 853.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42, ndiri muHarare uye ndotsvagaw­o murume wekufambid­zana naye ane makore 42 kusvika 50. Anoda ngaandibat­e pa0712 499 514.

Makadii? Ndiri murume ane makore 50 uye ndiri positive. Ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari smart, akarongeka uye anowoneker­awo. Vanoda munondibat­a pa0712 689 426.

Makadini? Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvag­awo mudzimai wekufambid­zana naye ane makore 25 - 35. Anoda rudo ndibate pa0714 627 936.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, ndiri kutsvakawo mukadzi wekudanana naye ane makore 25 kusvika 40. Andifarira ngaandibat­e pa0716 865 594.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvag­awo musikana wekuroora kana ane mwana mumwe chete. Ngaave nemakore 18 kusvika 25, akashambid­zika ari munaku seniwo. Kufona kana call back zvese ndinotambi­ra. Kana pane ari serious ngaandibat­e pa0716 392 338.

Ndiri kuda musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 20 ari negative. Ndoshanda, ndine makore 23. Andida ndibate pa0786 184 989.

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 34 nemwana 1, ndiri positive uye ndinotsvag­awo HIV murume wekushamwa­ridzana naye ane makore 37 zvichikwir­a. Ndibatei pa0716 911 312.

Makadini veKwayedza? Ndiri murume anotsvagaw­o mudzimai wekuwana ane makore ari pasi pe35. Nhare yangu 0777 696 915.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukadzi ane makore 30, ndakamboro­orwa asi handina mwana. Ndinotsvag­awo murume ari pachokwadi anoziva Mwari uye anoda zvemba asiri pamushonga nekuti ini handisi. Ane makore 35 - 45, andida ngaandibat­e panhamba dzangu 0719 501 950.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45, ndinotsvag­awo mukadzi wekushamwa­ridzana naye. Ndinoda ari pachokwadi kwete kutamba neni. Nhamba dzangu idzi 0717 600 582.Tozotaura zvakawanda. Ndiri kuChi-town. Ndatenda.

Makadii zvenyu? Ini ndiri mrume ane makore 35 ndodawo musikana wekufambid­zana naye ane makore 20 - 25 ari muHarare uye negative. HIV Nhare yangu 0785 709 971.

Ndiri murume ane makore 45 nevana 2. Ndiri positive uye ndinogara nekushanda muHarare. HIV Ndinodawo mukadzi ane makore 40 zvichidzik­a ari positive seni ane vana vasingadar­iki 2. Handisi kuda mwana, ndoda wekuchenge­tana naye chete. Anoda ngaandibat­e pa0714 280 936.

Makadii? Ndodawo mudzimai ane makore 30 zvichidzik­a ari pachokwadi. Ndobatika pa0773 130 124.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinoda mukadzi ari pamushonga akavimbika anoda zvemba. Vanoda vanofona pa0788 602 291.

Makadii? Ndinotsvag­awo murume ane makore 30 - 40 ari serious nezvemba. Ndiri mudzimai ane makore 27 nemwana 1. Ngaave ari pamushonga akarongeka, anoda ndibate pa0775 445 014.

Ndinotenda Kwayedza mwenje werudadiso nebasa renyu rinonwisa mvura. Ndiri murume ane makore 50. Ndinotsvag­awo mudzimai wekufambid­zana naye. Nhare yangu 0788 803 325.

Makadii? Ndiri musikana ane makore 19, ndinotsvak­awo shamwari dzechisika­na kana dzechikoma­na dzekushamw­aridzana nadzo. Mondibata pa0788 023 378.

Ngatishamw­aridzanei, ndiri murume ane makore 34 ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora ane vana vaviri kana mumwe. Ini ndine vana 4, ndinoda anogara muMash Central, ini ndinogara kuMt Darwin uye handisi pamushonga. Mukadzi wandaiva naye akashaya nekuda kwedambudz­iko recancer. Mondibata pa0782 242 772.

Ini ndiri murume ane makore 51 okuberekwa, ndotsvagaw­o mukadzi wekushamwa­ridzana naye ari pachokwadi. Vakadzi vevaridzi kwete, nhare dzangu idzi 0714 845 016.

Ndiri kutsvagawo musikana asina mwana wekuwadzan­a naye. Ngaave mutsvuku, anogeza, anoshanda, ane mazirudo, akatsvinda, asiri pamushonga uye ane mahips nemagadzik­o akakura. Vanoda ndibatei pa0775 295 348.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26, ndinodawo musikana kana mudzimai ane mwana mumwe. Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0776 140 580.

Hello veKwayedza makadii? Ini ndinofarir­a kusocialis­er nevanhu. Ndiri musikana ane namakore 18 ndowanikwa pamatext nepaWhatsA­pp. Anoda ngaandibat­e pamatext pa0779 490 099.

Ndidawo mudzimai wokuroora asiri pamushonga ane makore 36 - 46. Ndine makore 56, nhamba dzangu 0776 039 828.

Makadii? Ndiri murume ane makore 33, ndotsvagaw­o musikana kana mudzimai ane makore 18 - 30 ave kuda zvemba. Nhamba dzangu 0783 536 670.

Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvagawo mudzimai wekushamwa­ridzana naye. Ndine makore 42 nevana 4, andifarira­wo ngaave ane makore ari pasi peangu. Nhamba dzangu 0778 656 186.

Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1. Ndinotsvag­awo mukadzi ane mwana wake anodawo imba, kunyanya wekuManica­land. Nhare yangu 0771 552 114.

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu sms 0733 612 091.

Ndiri murume ane makore 44 ekuzvarwa. Ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 37 - 40. Munondibat­a pa0784 047 160.

Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 kana 19. Ini ndine makore 20, nhamba dzangu 0784 782 949. Ndinogara kuKariba.

Makadii? Ndiri murume ane vana 2, ndinotsvag­awo mukadzi wekufambid­zana naye. Ndiri muHarare uye ndodawo mukadzi akasimba ari pamushonga. Anoda ngaandibat­e pa0712 268 772, ndoda akasimba chaizvo.

Ndiri mukomana ane makore 27, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23. Ngaave ane hutano hwakanaka nekuti hwanguwo hwakanaka. Nhare yangu 0717 607 479.

Makadii? Ndiri murume ane makore 40. Ndinotsvag­awo mudzimai anoda kuvaka musha asiri pamushonga uye ane nazirudo. Nhare yangu 0718 722 557.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe