Kwayedza

Nhabvu yevechidik­i yosimudzir­wa

- Abel Ndooka

SHASHA dzakambone­tsa munhabvu – Godfrey ‘Goda’ Moyo naBeavan Chikaka – vobatana mukusimudz­ira vatambi vechidiki izvo zviri kuvaona vachirairi­dza chikwata chePrime Rangers Soccer Academy.

Goda, sekuzivika­nwa kwaanonyan­ya kuitwa munhabvu, akatambira zvikwata zvinoti Motor Action, Lengthens neShooting Stars kuchiti Chikaka akatambira CAPS United, Highlander­s, Zimbabwe Saints, Black Rhinos neTafic yekuBotswa­na.

Vatambi vaviri ava vose pavange vave kunosendek­a shangu dzavo dzenhabvu vakasangan­a kuPrime Rangers vechidiki kuti vagokwanis­a FC iyo yaikwikwid­za muDivision kudarika padanho ratakasvik­a One uko kunove kwavave isu,” anodaro Goda. kurairidza iye zvino vachibika Anoti nerutsigir­o rwavari vatambi vemangwana. kuwana kubva kumutunga

Kuchikwata ichi, varairidzi miri wePrime Rangers, Samuel vaviri ava vari kushanda nezvikwata Horonga, vari kuona chiyedza zvemapoka anoti Under-11, chikuru zvekuti vane vatambi 12 ne21. vakawanda avo vanofunga kuti

Muhurukuro neKwayedza vanogona kuenda kunotambir­a svondo radarika pamhembere­ro kunyika dzakaita seSouth Africa dzePrime Rangers Academy apo nekuEurope mune remangwana. vaipa mibairo kuvatambi vavo “Chishuwo chemutambi wese vakadadisa mugore ra2021, Goda wenhabvu wemazuva ano kunoanoti akabatana naChikaka tambira padanho repamusoro nechinangw­a chekubika vatambi kuEurope kana kuSouth Africa vechidiki kuti vagokwanis­a kusimukira chaiko. mumutambo uyu. Tine vatambi avo tinofunga

“Nhabvu yedu kuti ibudirire kuti vanogona kusvika padanho tisvike kure, tinofanira kubika iri zvekuti vakaramba vakangozvi­ninipisa vechidiki zvakasimba nekudaro chete vanosvika kure ndiko saka ini naChikaka takabatana mumutambo uyu,” anodaro. kuchikwata chePrime Chikaka anotiwo chikwata Rangers Academy. chavo gore rino chichakwik

Ruzivo rwatakawan­a munhabvu widza muligi reUnder-21 Chaltiri kurwupawo kune *lenge League izvo vanovimba kuti zvichabats­ira vatambi vavo kuti vagoonekwa nezvikwata zvikuru zvemuno nezvekunze.

“Mwaka uno tiri kuzokwikwi­dza muUnder-21 Challenge League umo tinovimba kuti muchabatsi­ra vatambi vedu vagoonekwa nezvikwata zvizhinji.

“Ligi iri rakakosha nekuti ndipo panovhurir­wa mikana yevatambi vazhinji yekusimuki­ra mumutambo uyu.

Masvondo adarika, takakwikwi­dza kumutambo wekupedzis­ira wegore uyo takasvika mufainari, matambiro atakaita akafadza zvikuru zvekuti tiri kutarisira kutanga kweChallen­ge League,” anodaro Chikaka.

Mumutambo weUnder-21 Challenge League, Prime Rangers ichakwikwi­dza nezvikwata zvinosanga­nisira Friendly Academy neBN Academy kutanga munaKukadz­i.

 ?? ?? GODFREY ‘Goda’ Moyo (kuruboshwe), Samuel Horonga (wechipiri kubva kurudyi) naBeaven Chikaka (wechitatu kubva kurudyi) vaine chikwata chePrime Rangers masvondo adarika apo vaikwikwid­za pamutambo weUnder-21 Challenge League end of year tournament muHarare
GODFREY ‘Goda’ Moyo (kuruboshwe), Samuel Horonga (wechipiri kubva kurudyi) naBeaven Chikaka (wechitatu kubva kurudyi) vaine chikwata chePrime Rangers masvondo adarika apo vaikwikwid­za pamutambo weUnder-21 Challenge League end of year tournament muHarare

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe