Navigated
Kwayedza
Kwayedza

Kwayedza 報紙 線上訂閱

或者

訂閱 Select

每月可選擇 15 期報紙或雜誌

單期刊物

Kwayedza, 02 十月 2026

描述

Kwayedza 報紙 可以在 PressReader 上線上閱讀。下載當期以便稍後閱讀,或在 檔案 中瀏覽 Kwayedza 的過往期數。

類別

本期內容

ArticleMWANAKOMANA PFACHA PAMBA MUSHURE MOKUNGE ‘AVIGWA’

MHURI yekuShamva, kuMashonaland Central, yakaoma mate mukanwa apo mwanakomana wavo wavaifungidzira kuti ndiye wavainge vaviga kumarinda ekuBindura akaerekana ati pfacha pamba. Chiitiko ichi chakasiya mhuri yekwaKachirekwa, iyo inogara kuShamva, iine...

MWANAKOMANA PFACHA PAMBA MUSHURE MOKUNGE ‘AVIGWA’

ArticleMhuri ngadzibatsirane kuita mabasa emaoko mudzimba

VANHU vakaona murume achibatsirana nemudzimai wake kuita mabasa epamba, unoona vozevezerana: “Uyu akadyiswa nefoshoro”. Zvavanenge vachireva ndezvokuti akapfuhwirwa zvakanyanya. Asi tikatarisisa tinoona kuti zvakakosha kuti vakaroorana vabatsirane...

Mhuri ngadzibatsirane kuita mabasa emaoko mudzimba

ArticleMakororo aba motokari kuKwekwe

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe ari kufeya nyaya yemotokari yakabiwa mumugwagwa Kwekwe-Chiundura, pedyo nemugwagwa unoenda kuMlezu. Nyaya iyi inonzi yakaitika nomusi wa20 Gunyana nenguva dza4 manheru apo mutyairi...

Makororo aba motokari kuKwekwe